Saturday, February 01

Tino KuSouth Afica Uko Ozviuraya Nekuda Kwemukadzi Zvinoshamisa Zvinotyisa Kufira Mujolo Tivhadzidza Riini

@everyone

Maswera hamadzangu nedzino dzimba moyo kaidzi nhai weduwee .chiko nhai Tino wenyu uyu chakadaro ichocho kufira kakadzi karikuda kuno Bata madhodhin uk .muno mutori nevasikana vari kushaya anorora iwe busy kuzvi sungirira .my condolences to the family 😭😭😭😭.

  • Share: