Ko Tinashe Mutarisi tadii tangomuti MBINGA chete zvekuti isina noise tisiyane nazvo coz haaa mukuru ava kusava nenoise kwacho handisi handisi kukuona ini…, Strive Masiiwa ndiye angatofanirwa kunzi mbinga isina noise
hatimbosangani naye mumastreets zvinoita baba kunongoswera kupesuka muno mucomboni vachitsvaga attentionMutarisi mamunyanyira pano, give the guy a break aah🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣mbinga munhuwo
Chaunoti noise chii? Noise inoita Tinashe neya Java zvakafanana here? Saka munhu otadza kufara pa Social media nekuti anemari? Musade kuudzira vanhu zvekuita ne life dzavo Tinashe haavhairire varombo so haana noise munhu anotongonakirwawo ne Social just like you vanhu hatifanane
U want him to be fake hanty he is jus real why should money change his personality ndosaka imi musina mungamhorosa vanhu nwzvimiti