Aya malegends aya..I think mudhara akatofa nestroke 😂😂😂
Shuwa kunyepera munhu vana 3 haa vakadzi denga renyu motopinda iroro ramunoona pamunotunda paye muchiti "ooh guard im coming".Mainini vati maresults ari right chaizvo hatingati mushini wanyepa vana vatatu vese havasi vakule avo haa vamugabe one day muchafendegwa nemunhu vakadzi zvivindi izvi mozviwanepi🤔😒