Friday, January 24

Tiktok Chie Ndiwe Marriage Advisor Yako Waitadza Seiko Uchiswero Ganza Nemurume Zimbabweans laughing At Her

KUNA CHIE our marriage ambassador❗️TINONGOTI ndozvamaireva here paye muchiti marriage is an achievement🤣Kopaye pawaiti marweyi pane wangu You die,you die uchitemba masalts 🤣Man will leave u in the desert without water,murume haarevererwe pajekerere anomera zenze 👐hezvokaPa Harare pane girls dzinoti dzakaona +44 dzatove rich dzakuto calculator dzakutoona dzakufamba ne range rover,kkkkkk dzisingazive Kuti mhirio ndokune marombe manyama zvitsvagire chako chaunotanga from scratch kazhinji marriage iyoyo inogaraProblem inoitika ndeye kuti vanhu vazhinji hatina respect uye hatina kurairwa pataikura. Shuwa mukadzi ane 30 years ungadanane here nemurume ane 57 years nekungoda kunzi badzi uri married. A 57 year old man is old enough to be your father not your husband. If u see a 57 year old man u have to greet them saying makadii, maswera here, marara mushe etc u can't say ndeipi n ukaona uchiti ndeipi pane error. Ukazoona wakuona kuti he is your husband pane error hombe. And if u do marry these old madhalas unonzwa neabuse, kurohwa, kuhurirwa kupihwa Mari shoma bcz musoro make anenge achiona kuti Uri mwana. Saka mwana kana akatadza anorohwa or kupanishwa and mwana haapihwe Mari yakawanda. Anototi atsvage wezera rake futi kwete iwe mwana we30. A life partner is your equal haakuone kunge mwana but a partner. Ukanyengwa nemadhara ramba and run with your life. Big red flag.Ko hantie aisendera murume vake zve kuroorwa muchazvirega raka ukutofara ukuti kashodhaya ikaka katoperera pauri hr. Roorwa ka ugare naye ndopauchaona kuti merechi haina mugoni uchawe big house yeimwe small house yakashodhaya ipapa. Muneregoridhe hr sisi. Now ndimi muchirikuriraka nekuti muchiri song nyowani. Zverudo izvi hazvisekanwe mangwana momuka mamamirana naye vaurikutoganza naye iyeye mwana vevaridzi futi

  • Share: