Friday, January 31

These Fake People Kutadza Kubudisa Maitt Mujeri Maida Mbiri Yake Muchitorwa Mapic Zveclout You All Ask Your Fans Mubhadhare Zvikwereti Abude Especially Iwe Mudiwa Ndiwe Mubatsiri Mukuru Kaa

Kungwarira kutorwa mapics naCat mum chete imi ana daquo, madii kupemha mari from your fans Feli achadhara zvikwereti?

Fakeni shidi 🤸‍♂️🤸‍♀️🤸‍♂️🤸‍♀️🤸‍♂️Trucks 56 000USD

Mildret 30 000USD

Chimbazo 10 000USD

USA mom 17 000USD

Mikando 70 000USD+

Car rent 700USD× 12weeks

House rent 800USD × 9

Mai Bwanya 6 000USD

Nezvimwe zvinozikanwa na iye 

Ma gofundme UK did ,Ireland did

Zim did ,SA did but vakatadza kuzvibhadhara coz its alot

Apa haana chero Honda fit zvayo yokuti family can sell

Imba yevabereki vake is worth kuma 50K so it can only pay for trucks

Saka ndiani angazvigonaKana mozogara cat mum vane mukanwa makaumburudzwa nechidembo ,Madam boss ; Mai Nandi,Joey, naJava vese akavatuka akavati hamuna mari nditorinani ndine zvinhu zvangu . Ngavatengesaka zvinhu zvacho vabhadhare zvikwembi

  • Share: