Thursday, January 23

Themba Gorimbo Munhu Kutadza Kutengerawo Baba Vake Shangu Nekuvageza Vasati Vauya Pacamera Zimbabweans Haashaye Zvekutaura

Temba and his dad ❤️❤️

Ndofunga apa mukomana akanga asati avhura ma suitcase ake kuti ape daddy vake bhutsu dzaayive abva nadzo kuAmerica

 

 

 

Mudhara wake ndozvaari chero anadzo itsva bt haaregi marengenya hameno kana akazodzokedzana bt ndomuziva achiita seanopenga akatanga kuimba usiku hamuvati mombe dzaiti dzikarara mudondo dzikainda pastand pake anotemaUr comment on suitcase just shows how much u dont like real content mofarira vanhu vano mhanyira

 

 

 

 

kupfekedza munhu bhutsu nyowani then pose for the cam🙄I love the fact that haanyare nezviri vabereki wavo ,,, most of you munoti kana mashanya mhai pfekai hembe Iyi yandatenga titore foto as if vanogara vakapfeka hembe iyoyo everyday

 

 

 

Thus real content,madhara agara ane problem hawo ndozvatiri zvekumagocha nhembe zvakaparara ndozvanoda,ezi mbhutsu idzodziya vakapuwa nasekuru baba vababaFake life is not good at all,vamwe varimujeriI love the fact that haanyare nezviri vabereki wavo ,,, most of you munoti kana mashanya mhai pfekai hembe Iyi yandatenga titore foto as if vanogara vakapfeka hembe iyoyo everyday

  • Share: