Friday, November 29

Tatelicious Oti Mai Dhuterere Vanedzungu Vangasiya Murume Nekuti Amitisa Here Varikudzidzei Kusowe Kwavanoenda

Mai DHUTERERE VANE DZUNGU .UNGA PEKE MABHEGI NEKUTI MURUME AMITISA MSKANA WEMUCHECHI????

 

 

 

 

 

Kwanai Mai Dhuterere , munenge maingoda fame yemurume imi.

 

 

 

 

Pamunobatanidzwa mutemberi dzvene yaMwari when you do those vows especially ye kuti "IN TIMES OF HAPPINESS AND SORROW I WILL STAND BY YOU " ndo time of sorrow iyi MUNHU MIRA NEMURUME WAKO.

 

 

 

 

 

WANDIBHOWA MAI DHUTERERE , ZVIMATAMA .

RABHISHI.

 

#HOMWE_iHOMWE👏👏👏👏

  • Share: