Kettina said maiitt I want my money back .I need my money Tallyn Ndudzo x girlfriend ya Nox Guni oseka zvake achiti.
"Adi imi sis ka maipesuka muchienda kwamaitt kana kumba manga musingachauye kuzodya sadza .I love you big sis anyway maitt tirikuda mari yedu.🤣🤣🤣🤣 shamwari yangu wadya here