"Uyoo munhu anonakirana nemunhu wako kuzvida kana kusazvida"
Dziva....Tambai mushe vakomana 😮😮😮😮Mongopawo stunner mbiri isina basa akutoswera achizvibigger netumapost tusina basa nxaaNdina ex wandinoda wekuti kana akati another chance ndoda zvangu bt chekuita hapana his married kkkkkkkkkkkk saka umwe neumwe ane ex wake wanoshuwira kudzokerana naye kkkkkkkkk saka OC ramba wakadzvanyaIni I have got any ex musatisiye tega henyu tingagosara tinokanga poto. Ndiye Anga. wandokangira hangu ex uyu amusi kumuziva Kuti anoita sei henyu