Friday, January 24

Sis Melly Voti Nyoka Idzi Lovenes And Ketina Handikutyei Musandijairire Hamuvhundutsire Vanhu Facebook Haizi Yenyu Iyi Muri MaBiggest Buly Munoitira Ana Joey Zvekugadza Vanhu Matare Not Inini

Vataura chokwadi, was surprised day rakabvotomoka Mecky ari pa live na Mhosva achitaura kuti vakanga vabhadharwa na Loveness kutuka munhu, Mhosva akazoda zvake kutsonya Mecky but it was too late. Ana Evidence, Tom Jones, Ketty etc Loveness anotoita sacrifice kubhadhara vanhu kuti vamutukire vanhu even kuna Felly unotoshaya kuti chii chaanorwa naye. Ndiye muhombe kune vese but ndiye ari kuita semwana mudiki zi bullyVataura chokwadi mubiki wemakuru uyu anokuchidzira vanhu kuti varwe basi plus ndiye atokonya sis melly vakazvinyararira. Zve mvenge mvenge zvakapera nenguva yazvo anotonga munhu ndiMwariMasiriri anondimara zvekuti kuzviita anoziikanwa stereki neamerika .panongonzi felly ahumushaye evidence naye naye chembere isinganyaresame watsap grup ,,the way she described ravhu is the same way she is medusa..Medusa myt be the wo&rst..Munhu wepi anoti ndaona sexta$pe yaTy%ra ,iye aona munhu wemupo$rno...nxaaa

  • Share: