Sir Wicknel Imari Zvayo Asi Dai Maisa Malemon Mumvura Yekumasowe Yamunoshandisa Manwa
Mari zvayo mukuru wangu asi body iyi ne zura zidatya riya mondonzerana 9999 hapana chekuwedzera kna kutapudza khaki short ndere kuchurch? ayewa rotendwa mambo.Ndaabikirwe muteuro vemalemon kumasowe antitank boe