Shema imboitai muchimudzora yes akabatsira family iyi but nyaya yekuti zvinhu zvawakapa vanhu woramba wongoteverera kuti uwone kuti zviri kufamba sei handioni zvichiita ngachivasiya chero vakatengesa zvese nemusha imhosva yavo pake akapedza honai ziso ragogo shema achazorohwa manje nevanhu ava