Sunday, September 08

Shema TV Agezawo Nhasi Chokwadi Everyday Huchapa Kuita Senge Mukadzi Wasabhuku Wekuruzevha Kungomuka Nekuenda Kunge Mai Ruva

Shema it’s good to see you like this! Black tax yauraya vanhu vakawanda, kana vanhu vasingatendi mumhuri sometimes it’s best to count your losses and do you. Asi paya wanga wa shaker wangu, dondipawo mukana wekuseka now that you’re ina good space 🤣🤣🤣🤣 shuwa unosvika pakuita semukadzi wasabhuku munhu akabva Malaysia nekuda kwevanhu vasingatendi. my sister focus on your star player, and that’s you!

  • Share: