Thursday, January 23

Sandra Ndebele Nyika Haitongwe Negaro Chienda Wonotamba Rumba KuZanupf Adyiwa Musikana Nyika Irikupembera

Uyu zvese kungo manikidzira hameno sey ?inda unotamba Rhumba uko hahahaNgazive zvekudyiwa bhinzi ndozvake zvematongerwe enyika zvine vazvo go sandra go kkkk

Munhu anga tadzire matateguru ake vana lobengula shuwaπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ enda mochengeta vazukuru kumba gogo

 

Zibhishu iye na kikky vanotipisa isu vanhu vanemidhoto a bad nameNo to MAGARO vanhu varambaChero kuimba kwcho hagoni futi 🀣🀣🀣🀣Kutamba kwechembere kombonakidza here kwakanakidza kudhara but not anymore πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£rndsi munogwesha gogo ndochipo cchenyu

  • Share: