Sunday, February 02

Report Of Kutorwa Kwakaitwa Vana Va Jean Gasho Ne UK Social Services Zvakaoma

Has anyone been following nyaya yekutorwa kwevana vajean gasho? Ndakazoverenga report rakanyorwa nemurume wacho uye mughana it's all very shocking. Hanzi vana vakatorwa because pakaenda police ne social service kumba vakaona maplates anga asina kusukwa musink uye Mumba mavo maive nehembe dzadzakazara pasi. This is true asi video ndakaiona. Hanzi there was no bedding yevana plus zvimamarks zvavakanyorwa kumeso chanting "we shall die".Murume wajean ainzi haana capacity and relationship yavo ine domestic abuse and aida kurova Jean nesando. Plus issue yebarika haribvumirwe muUK. Jean pane paida kubuda Mumba asina kupfeka akaonekwa nevana and they were disturbed nazvo. Vainzi maracist and vanodzidzisa vana kuvenga mamwe marudzi especially varungu. Hanzi vane mamental health condition avasimgadi kuaddressa. Plus kushaya support network futi. Jean wacho kwanzi akarohwa muchipatara maanga aenda. Endaiwo kublog munoverenga it's long but very shocking.

  • Share: