Mazvinzwa here hanzi kugeza kune ma levels take your time to bath kwete kugezeswa nefirita 😜anenzeve anzwa 😉Frankly speaking some Zim ladies kugeza nekupfeka zvinotinetsa. Especially team riri Joni, sipo , roll ons, foam baths , face products ,good creams and lotions etc zvinotengeka zvekuti. Mbatya dzinofambirana nenguva dzinotengeka, make up products zviriko for all budgets and good products.
Asi unoona munhu achiita se ave ne 2 days asina kugeza , munhu akachenuruka , make up yakaitwa kunge chidhori, wig kuita kunge munhu ari kuda kupenga. Havanyepi kugeza is not kunzi ita sa slay queen just look 1clean and well dressed zve budget yako .
We have been is SA for years but some of us have learnt nothing. Ukaenda pakaungana maZimba chete unonyara iwe kuita kunge tiri pa growth point pachigayo .