Nhamo yakaoma .Apa imari dzenyu dzirikubiwa dzaanoshaina nadzo achigovera ma2cents kuvaromboHaisi mari yangu asi vanhu kwangu,mazimari ese ayo kuda kubatsirwa Nani🤨poki enda kuma
Ghetto mari dzanyorwa idzo dzinobhadharira vana50 pachikoro,kuendesa mwana wako chikoro che1000 kuratidza kuti unozvigona kaa makupemha chii xaa
Mari dzenyika dzakukupengesa steki muromo unenge bottle fishVanoda kubatsirwa chaivo havana kana data rekupinda online havana kana oda kubatsira chaiko achavatsaga hake apa akumbotsvaga malikesKkkk
Kunogara nherera havakuzivi here. Ngaende kuzvikoro anopihwa list yevana vanotambura kwete kutsvaga dzvene pasocial media