Wednesday, January 22

Pokello Friend Tanya Obuda Pachema Ndakatangirwa Business Nemurume Wemunhu Wandirikudanana Naye Imi Muchikwirirwa KFC Munosemesa Vasikana Puu

Si Tanya vazobuda pachena kuti Spa yavo - Essential by Tanya vakavhurigwa naBaba vavari kudanana navo. Vati ivo imimi munodyiwa motengegwa KFC ivo vanovhura ma Spa nekuendeswa on expensive holidays and shopping Sprees. Tati tingoonesana

 

 

 

 

Kuti vakazonyepa vachiti vakatanga business neSipo yegorosi yoga tozovaite remaindi. Zvekuti you worked hard and built your business you are my inspiration muchazvirega, imari dzemusana idzi nedzekusvisvina magaka. Endai mohwa zvizere kuInstagram TwaaCommunityIt's one thing kupihwa Mari it's another to run and maintain a business

 

 

 

 

 

 

Vamwe mopihwa mari motenga mabrazilian Ngaaudze vanhu Madhara acho anopa mari dze start aripi ne n'anga dzake. Kwete kuda kunyepera kungwara nhemha

  • Share: