Saturday, November 30

Olinda Weightloss Sugery Gone Wrong Kuwaster Mari Atofuta Futi Musazviite Mazimba Izvii

Weight loss surgery is not a solution to weight loss. Eat less and move more . Ukasagadzirisa nhapfu pachikafu unongofuta futi

 

 

 

 

Ukatarisa Olinda unotoona kuti love chaiyo hapana anotodawo zimbinga riri musame age group naye but hakuna murume anodzinodhonza ane mari anombomunyenga kunongoenda mastreet kids iwaya anaTytan nemastreet father ana Stunner vane nzara vanenge vachida kuchengetwa vachihura netumwe tumababie twavanoda kuside.

 

 

 

 

 

Apa akufuta futi.Tru murume ane 2 dzinoshanda haagarire zvakadai. Mate acho anotoperaka uchinanzva munhu pane kuenda zvako kushift and upgrade pane kuswera uchimhanyiswa.

  • Share: