Hanzi futi futi musi we wedding day ya Olinda Chapel-Nkomo murume wake Tytan akanodya sadza kumba kwaTalyne.handisini ndadaro nditalyne adaro egaHanzi zvekusvika pakunonoka kunochata arimo mugomo resadza kkkk Worinda kutosheedzera Tytan Tytan wanike Tytan haziko 😂😂