Tuesday, September 10

Olinda Kuita Kuchemerera Kuda Kuita Godmother Wemwana Izvi Hazviite Zvinoda Vanhu Vane Hunhu Sana Mai Kachembere Dzabu Fans Have Spoken

Uyuwo uyu akazvifoseredza kuita God Mother am sure Tyra ane vanhu hobho vanekodzero yekuita Godmother waDzabu kwete zvepasocial media izvi.Just because wakambomuita best girl pamuchato wako doesnt mean wakutoclaimer important roles in her lifeGod mother inodao munhu akaita samai kachembere,,decent woman ,shuwa nematukiro amunoita pano mwana ozonzwa Kuti God mother vako get married ten times 🤣🤣🤣🤣🤣chaaai mamhepo nechihure zvinofambidzana ,regai Vana vaduku vakure vasina mhepo Ava ,itayi yamuri kuita ikoko NEMA soshari Siyai Vana,tsvagai imwe content Mai nanaHaaaaa vanhu mune problem.saka vanhu votadza kuzvifarira kuma page avo bcoz of u...u just take everything seriously.

  • Share: