Hapana hushamwari kungosanganiswa nekuita one enemy chete mumwe akaita enemy enemy yake yobva tatotanga hushamwari ne enemy ye enemy yake🤣Vanotamba vese vasangana chete..havaite zviya zvashamwari yangu wadya here.