Dzangova nyadzi idzi kunge imbwa yasura bendekete nyoro wapihwa hako chikiti rich Andi vari kurwadziwa nemari ya Nelia yawamuvhara. Plus unonhuwa mhezi nemburwa ndosa zodwa abata mhuno pawada kuenda kwaari stop forcing yourself on zodwa dzosa mari ya neriya first zimbavhaIni hangu ndir muharii but Mura ndamunyarira veduwe ayitienderepiko zvaanga akungotenderera semusuzo urimu hovhorosi 😥waiendep iwe unotinyadzisa isu se cat familyðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜.