Friday, January 24

Ngoni Onzi Ave Ngochani Nekuti Aisa Earing Panzeve Zimbabweans Kwanai Imii

Yadova ngochani kuGerman uko im muchiti mwana akaenda kunodzidza anodzidza chii chakatadza kuita panguva yaiva kuchikoroSaka munhu akaiswa mhete yangochani here kwanai mhanduweChondishamisa munhu anoda kuzoita srus nechikoro azadza musha, ndoshaya kut kana waichida chaizvo wakadii kudzikamisa chiWeti chakoAkanoseeker asylum Inga ndakakudzai weeee. Aiva kucamp akamirir mapepa. Tyra must pray very hard for this union.why vanhu murimabharanzi lam sure kuti muri vemu20th century 

akakuudzai kuti earing kumurume zvinoreva kuti ingochani ndiani

ivo venyu varume vamugere navo mumba muchiti modiwa ndidzo ngochani dzachoShame what sort of mentality is that? Chikoro hachipere. Taka wona vamwe vaka roorwa vaine 16years vakano rambwa nemurume vave nevana 6. Vakadzokera kuno verenga nhasi uno vave nema degree apa vakange vasina kana grade 7 chaiyo. Change your thinking and be positive mukomana uyo rega afunde kunyangwe aka tangira grade 7 chaiyo, ano svika chete kwaari kuda.

  • Share: