Ndozvakanira kushingirira nemunhu wako sometimes kana makabva kure seava.Hakuna mereji isina machallenges.Mhofu akuGerman akutumira maEuro Tyra haasina presha yekuramba achishanda.Akumbochengetwa naDzedzi.😊😊