Sunday, February 02

Natalie Mhandu Makuhwa Haana Kunaka Hope Wadzidza Wakaita Shop Pakashaya Kana 1 Munhu Akauya Kuparty Ukaita Nezvibage Unongoti Vanhu Vanokuroya Nyayaa Yese Iyi Wakaoma Iwee Vese Ava Zozo Hillary Tanya Ms Jada POKELLO Vanokuvengerei

Makuhwa haana kunaka hamaweIe shasha iyi yakaLoncha new shop nezvibage vanhu Havana kuuya Havana kana kumukotokotedza.Akaita makuhwa kuna Aunty Zozo achida kuiswa pakaiswa Hillary ndobva asvipwa na Hillary. Akaita guhwa kunechikomba chaTanya therapist achida kupihwa ma tender ndobva abatwa akasvipwa.

Vanhu vese anenge achingoti vandiroya kubva kuna Hadasa Jada Tendai Amanda hanzi vanondiroya ask iye akasvirisa Ishu murume wesister yake hameno kunehuroyi hunodarika that here.Kikie WACHO, chichi boslady WACHO vese ukangoita 2 minutes naye anenge atovanyeya gore Riya akangoperekedza muchato wakamuchacha akamuudza kuti shamwari yake yakaromba.Mai vake chaivo anovanyeya nemunhu wese. Mai vababa vake vakamuchengeta hanzi vakandiita mukadzi wechikwambo.

Zvese zvakaitika kumaroora nekumuchato wakamuchacha ndiye aiuya achiudza vanhu. Manje so akaunza mwana wake kuHeritage kukopa Tanya akakopa design yeSpa yaTanya.VERRY VERRY SOOOOOON achange avekugezera panze saTanya. Don't attack people for not supporting her ndiFeridhongo uyu haadike. Ma make up artist muno muharare anyway nekudhumhaniswa musoro anoita seanedhimoni kana zvamubata.

 

  • Share: