Monday, January 27

Mwana Uyo Courage Mhaka 11years Owoma Nechando Musouth Africa Akaraswa Nevabereki Trust And Faith Mhaka Pavakarambana Hama Dzacho Torai Mwana

Makadiiwo vehama,, mwana uyo anonzi Courage Mhaka,,mwana waTrust Mhaka naFaith,,anoti baba namai vakasiyana,,,ane makore 11,,kana pane hama yake torai mwana pliz arikugunduruka uye anzwa nechandoI always wonder kuti vamwe vabereki vanotodya richidzika here vasingazive kune mwana. Esp vana amai nekurwadza kunoita nhumbu kuye wongo furatira hereVamwe vabereki denga hamupinde chokwadi. Kana muriko muchidya uchikanganwa mwana wawakazvara ummm

  • Share: