Munenge muchitotemba kuti tine muporofita wedu pamasowe iye achirohwa nedemon kudai shame
Ndozvinoratidza kuti mupositori for ED haana simba ,anokwaturwa chero ne demon🤣🤣🤣🤣🤣 akupa mayikeri Kung Fu 🤣🤣🤣🤣 anzwa nekunyeperwa akati ndine size inokwana akati bhutsu Kuna ginatsiyo 🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂 mukadz uyo aripi mbomupa drink kkkk unenge wanzwa nekunyeperwa wonyebera hako kunge wasvikigwaAva ndivo vanotoda deliverance yakasimbisisa.
Please don’t ask me kuti yei handitozivewo ndatozvionawo kumarainiIni ndakambozviita kune vamwe pastor vachinyepa kuti unedemon mausher kombai munhu haaa ndakasanyaura vanhu ndikabatwa zvinorwadza ndoti ndaenda vachingondisiya ndotanga futi ndakapwanya machair vamwe vakabuda nepawindow vachitiza ndaida kuona kuti anoona kuti ndiri kunyepera here but dololo but ndakasanyaura vanhu