Satan!
Kutonga nyika kusvika vanhu vakuitana makorokoto eVisa rekunotsvaga kurarama kunedzimwe nyika ! Satan once again Dambudziko! Satan MaZanu! Passport chaiyo kuZimbabwe munhu akaiwana people celebrate kutopururudza kuitana makorokoto epassport🙄 Kutonga rudzii ikoko?
Kutonga nyika kusvika mateacher ose akuenda nezvipaper bag zvemasweets ekutengesa mumaclassroom , munhu achidzidzisa packet remasweets riri patable kumirira kuti vana vatenge pabreaktime. Fokofu Dambudzo! Kutonga nyika kusvika ana mbuya nurse mumaclinics vakuti vazvere mukai mukamhine muchinowacha linen yenyu kurwizi! Fakofu ZanuPf!
Nhasi ndakagumbuka😡😡😡Fokofu mhani Emmerson, Fokofu!Kutonga nyika zvekumama kusvika Nzou dzakutizira kuBotswanaUuuum yemaTeacher iyo yakaoma sure, recently my kids vakabva kuchikoro vachiti Mama, iye zvino hatichadi kuti mutipe maZap, tipeiwo mari yekutenga Kuna Madam vedu because vanenge vachida mari yebhazi, it touched me so much, kuti vakutoudza vana kuti mukasanditengera ndoshaya mari yebhazi. Uuuum May God Help Zimbabwe