Friday, January 24

Mukadzi Washadaya Otukwa Ngakadye Mapotoes Kasimbe And Tinotomutuka Nekuti Murume Wake Anotituka Everyday Masingle Mothers

Mai Shadaya vakashinga havo🤣🤣 if it was me I’d have dumped that misogynist a long time ago

 

Dei musikana wa Shadaya atoita Brand Ambassador.. Akutoitwa celeb ka sekutamba sekuseka dei atoita ride on this free publicity kuita mari pa side 🤣🤣🤣🤣 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤷🏽‍♀️This is serious.

 

Izvi zvavakutoda go fund me ambo pinda pa program yekunyatsodya zvinovaka muviri. She looks very hungry and malnourished.Ndinaro randakatenga mu legit 320 for 2 aripa special so varikuti 2 usa umm hameno

 

Ngaatukwe ,inga isu nehama dzedu tongotukwawo nashadhaya wake. Dai achiwanzawo kumutengera mapotato nedovi

 

Dai mati plus wrong choice, murume wake anotituka kunge takambokwirana naye . Vese kuita maBuns zvima twins

 

Ukanzwa murume wacho achishoora masingle mother unoti ane mkadzi musvinu kkkkkkklk ini ndiri single mother ane piece of mind hatina mabhonzo aripachena Seka mkadzi kake kkkk kuita kunge kamunhu keku Somalia yegore ra1992 kkkkkk

  • Share: