Saturday, February 01

Muchato Wanetsa Pa Town Wemwana WaGinimbi And Zodwa Why Nelia Asina Kusheedzwawo Inga Anenari Yemushakabvu Wani

Kumuchato kwayive kwevanhu vane mazangalewa kwete vane tugar* tunenge kuseri kwe teaspoon 😉Yes. Aroorwa nemu naija. 

But Nelia kana kuonekerawo nhai. Why she dumped na Zozo?

  • Share: