Audio yandatumirwa ka mmmm guys vanhu vane godo kunze uku.Vanhu vachaurayana pano๐
Chakanakira Mwari haasi munhu zvobvondorana iye asipo hake ndozvaanoita.
Nemha dzotungamira asi chokwadi chichizobudaNo weapon formed against Fellistas Murata shall prosper in Jesus' name ๐๐Isu yangwe vaite cei tovada cat mom vedu.
Haakuita kurwadziwa veduwe aah munhuKuzere varoyi kunze uku ini ndiri kungofarira kuti varikuita kufumurana zvavo vamwe vacho ini ndotokuchidzira kuti zvirambe zvichi kwengana. Kudenga kunaMwari