Ko hamuchatiudzavo kuti kune vedio yekuporofitwa kwemuchinda uyu veGreathope funeral kuti akaromba 🥲🥲🥲 chiporofita chakarohwa in details by Prophet Michael Selo vekuporofita musoro waTapiwa Makore🥲🥲🥲uchanzwa rimwe richiita nharo pano because rakajoina policy yaMoreblessing🥲TsekiMoreboys Munetsi yees kuromba makaromba asi makaromba kwaJesu,chindipaio ka basa vaone kuti murivaJesu🤣ndobvisa zvitunha madzihwaaaMoreboys Munetsi kkkkkkkkk kuzimbabwe ndoyega nyika ine vanhu vane pfungwa shoma agona hupenyu hwake hanzi akaromba,heee kukafiwa ndiye auraya haaaa dai Mwari vatiwanira nyasha