Tuesday, December 03

Moana Amuli's Baby Daddy Has Passed Away

Moana Amuli's Baby Daddy Has Passed Away.

 

 

 

 

SADπŸ’” | Rest In Peace Lloyd Chipomho. Murume wekuita mwana na Moana uya wekuita accident aina Ginimbi😭😭mwana wavo avanherera chokwadi tichingoti R.I.P

 

 

 

 Ndarwadziwa ..zvimwe tingataure zvedu but SAVE🏊‍β™‚οΈπŸŒŠ manga munerudoLloyd Chipomhohohohoho..Ba titi Gunners mutsvunhi we bhora batiti ...amana ko trae ko taira vana vacha chengetwa nani ...mabva matera @moana  here😭😭😒πŸ˜₯ here vana dzato nherera zvorwadza ....ndoda kupupura kunaka kwenyu ...ndimi munhu one akaita ndigonhe kusvika pedyo na Souljah love..sauro..mzaya ..terry gunz ndimi makaita ndizivikanwe kumbare pa gully paye pa mzaya ndimi makaita ndipinde mu chillspot records kwa fantun kamudyariwa mr dweet ...ndakaziva levels through you ...kuti ndi recordwe  kwa DKT  makandipinza glenorah ...i owe a lot you are the guy behind my fame ndimi makaita ndizivikanwe ku zimdancehall ....rudo rwenyu rwaita ndirwadziwe kusvika pakupedzisira ...crowborough north ndimi makatanga kuuya na sauro ...mandirwadza mukoma loyd ....most brave munhu aiva anechivindi respect to the max MAY HIS SOUL REST IN PEACE@highlight patPrimrose Takuranarwoanarwo sorry mumwe wangu ....na moms uvaudze kuti sorry for the loss zvakaoma hazvo

  • Share: