Saturday, November 30

Mhuri Yekwa Kadungure Rufu Murawo Wa Mwari Zimbabweans Ginimbi Akange Asina KuRomba Munhu Akaita Mari Dzake Motaura Kwamusingazive Aishanda

Haiwa boss G vaive vasina kuromba vaye kungoti kuzim ukaita Mari wakunzi wakaromba

 

 

 

 

Munhu akaita Mari dzake zvonzi akaromba imikaa dai kuromba kwaiitisa vanhu Mari dai Zimbabwe yakanaka nekuti vanhu vazhinji varikutambura muno vainkoenda kunorombawo

 

 

 

 

Ginimbi munhu ayigona kutsvaga mari chete zvekut ange akaromba ratove godo iro....chikwambo chepi ichocho chinopa mazimari akawanda kudero....ne nhamo ari mu Zimbabwe vanhu vese vangadai vari ma millionaires zveee

 

 

 

 

 

Dai kuromba kune mari dai mbinga dzakawanda. Uyu airova madhiri uyu, drug smuggling and gas. Hakuna kuromba kunotengesa ferrari. Mbuya vako mai petros kumusha uko vakarombera kurima

  • Share: