KuKariba waitsvagei??Imba yacho inopera sei munhu uchidya nyika rutivi kudai.?Sei uine mweya wekuwesta mari Mhosva?.Wega seroja hauvhunduke kukwira ndege kunanga Kariba kufambira midhudhudhu hana kutadza kana kurova kuti izvi sandi zvangu izvi ndezvevane pamba panonzi pavo..
Washaiwa akukwidza mudhudhudhu mahara mumaraini???Chimudhudhudhu chacho wakabhadhara marii unodai wakatotenga kana cement nezvidhinha imba yatova paroof level kutaura kuno.Ramba uchifarisa uchafa uri rombe.Munhu itawo fokasi nelife.
Changamire Roxy wanoda munhu ane fokasi nehupenyu 🤣🤣🤣🤣🤣zvemaroja hawatombozvide hanzi munhu waka pakoomg🤣🤣🤣regayii mwana azvifarire koiwe ghost marii yaunotengesa madata dayii wachengeta wanotenga stand
Mari yawabhadhara mudhudhudhu Dai watenga semende iwe mhosva Hana yako hairovi here