Thursday, October 03

Mashura Tete Vasisi Mecky Vofumura Aiwa Uyu Ane Hutsinye Akazadza Mhosva Mama Vee Mazepe Nevamwe Hobho Vakawanda Chirwere

Mhosva Tv naMazepe Chishambwe nekungwara kwese ikoko makadya sei pakaora.Mecky iguva kubva kare atoomutende reGreathope.Akahura kare muBotswana mubhawa remufrancis town rainzi Marothi.

 

 

 

 

 

Haasarudze matruck driver kusvika kuvakomana vemajuicy card.Vainzi sis brenda.Anemakuva anodarika 11mubotswana evanhu vaakauraya nechirwere achiramba kunwa mapiritsi.

 

 

 

 

Coming nepart 2 haasiriwo ega masocialites aakarara nawo ichi chebotsvana chichauraya vanhu hobho.

Jandukwa naMatigimu ndirikuuya nev11 renyu rekukweshana zviweti.

 

 

 

 

Tytie na Mecky ndodzoka here🤔Mecky kana wakanditarisa kureva wakazadza vese Mama Vee naMR Mazepe Chishambwe chirwere.Uhhh unehutsinye Mecky kubva nhasi ndiwe prayer point yangu.

 

 

 

 

 

Sekudestroyer kwawakaita life dzavo neyako fut.Muroyi.May you not find peace mese namai mazowe.Munehutsinye asinnhasi ndinoti muchakohwa zvamakadyara

  • Share: