Thursday, October 03

Mashura Chaiwo Sis Mecky Vonzi Chirwre Chenyu Chinooneka Nemaziso Chaiwo Saka Musaramba Kuti Mune Edzi

Chirwere hachisekanwe but pana Mecky chero asiri doc anogona kungotester nemaziso akabuda nemaresults

 

 

 

 

 

Ndakambovaona hangu in person handisi kutuka kna kuti chii but vanorwara I'm sure mapills acho haasi kutovabvuma Mazepe haana kunyepa hake kuti vanorwara zvekuzoti akazadzwa navo hameno ndivo vanozivanaKo Mecky chiiko chauri kuti hauna?Usade kutinzwa or uri kuti maziso ari kuti nyepera?

 

 

 

 

Dai wazonyarara hako pane kuti ubva wati hauna, wave kutoti garo rako rinosvota vanhu. 

 

 

 

 

Ehe mapiritsi anoitisa magaro ,unogona kunge usina kupa hako bonnet but unacho hako.

 

 

 

 

Usade kutinzwa, pedzerana na bonnet pasina kuti handina.Wave kuda kunyepera maziso edu manje. Kabira unyerere, inga ari kuku bvuma wani.

  • Share: