Marriage is a scam I swear.
Mai tt na olinda vakaita michato yaidhura zvinotyisa
Apa it's last year chaiyo
But dzose ended in tears
Ummm
No commentKeeping it real olinda married tytan for wrong reason kusvotesa maex tho aiona mared flags she choose to ignore them evryone warned her tytan anoda kudya Mari yako and kuti ibhishu ,mai tt married tinashe kusvotesa ex shepy nekuda kunzi achata nevanhu pafacebook mai tt akaona mared flags almost evryone pano akanyengwa natin tin but she choose to ignore they Cary on zvino ooo..veduwe pressure pressure pressureI think marriage inoda munhu asina pride even kana uine mari don't take your husband as he is nothing and to my sister Olinda she must swallow her pride if you love your man chero ukamusiya Tytan wacho as long uine pride yekuti ndine mari no one will stay with you Saka ngaagare hake ega zvanetsa 🙄🙄🤣Rudo izita remunhu marriage is a blessing from God kana Mwari vakati ndepako Hakuna kana chinoparadzanisa vanhu anyway enjoy your life Rich aunty