Dhuterere ko anoendepi nemkadzi nhaimi anoimba chii mkadzi uyu chero iro zirume raselmor rinonoitei kuchando makamboona jah prayzah kana freeman vachienda nevakadzi kubasa
haa tibvirei uko vamwe vakatobva vasina kuvhota unoshaya kuti vaimanyirepi😏mai dhuterere vanga vachingotyora muzura neku airport kwese🤣
Iyi ndocouple isina kubvira yakambofitana kana half zvako 👐🏿Mazimba havadi kuona munhu vanodiwa nemrume or mkadzi wake jealous too much