Wednesday, March 12

Makufumuranaka Maitt Queen Of Fake Life Usati Ketina Is Fake Iwewe Zvinhu Zvingani Zvawakanyepera Vanhu Iye Angonyepa Zveimba Chete Isiri Yake Mutsvene Wacho Ndiyani Shamwari yangu

It’s actually so rich to hear “fake like” coming from your mouth Felistas as an insult to someone.

•Mai tt logistics iripi izvezvi

•Mai tt groceries iripi izvezvi 

•Your fleet of cars dziripi

•As an acclaimed home owner you were wakatamirei

•Sei uine zvikwereti zviri above your life ?

•Mota ya fifi?

Iwewe uda kutaura zve respect yevamwe towards vabereki

•your parents came to your rescue paye Olinda ati akanyengwa na Tinashe pleaded with you to go off live wakavapindura like your servants 

•wavhizura baba on a video ye house surprise iyo , unovarerutsa plus mai Maketeni vakataura kuti unodedzera mazita evana nekuroad haupinde mu gedhi

•kupfekedza mhamha tu gogi kuti munoita skit ye surprise apa vakatozorira nendimi 😂

•ko kuzvibvisira roora wakatoendesa ne stock ye grocery ungaitise vabereki zvakadaro

 

Ukwane iwewe , You have no right to speak ill of anyone coz iwewe utoriwo mambara wanzwa

  • Share: