Thursday, October 03

Maitt Vonzi Kurwadziwa Na Madamboss Vavekutokopa Zvavanoita na Mama Vee Mhosva fans Not Happy

munhu kungobuda mujeri 2 mns kwakutotanga kurwadziwa naMB & Mama Vee, aka kanoroya aka🤞Who's MB???? vamwe vanyori vanenge mazimcare chete

 

 

 

 

 

When she was in prison y'all didn't have a better comparison,you couldn't even find someone else to substitute Mai TT,now that she is back makuita kutsvagiridza kuti zvinzi she is copying

 

 

 

 

 

 

 

this one,she is jealous of this one c'mon guys it hasn't been a week munhu adzoka kubva prison moita kunge Feli ndiye anopedza mweya wemunhu wese wekufema indavaArwadziwa papi nhai imi ndimi vanhu vanokonanisa vanhu she is looking for money like every1 else

  • Share: