Mai TT haatode kukundwa Mwari imi kkkk nezvinhu zvisina basa anotoita make sure ateedzeraChese chaitwa natyra unongoteedzera bvuma kuti wapera mhani iwe chikiti enda unogeza chembere uko apa hauchanakidzi futi mazuvano ziguru rako mkadzi iwewe😏Feli ndakamuvengera kuti hadi kukundwa anoda competition ane godo plus kurovesa vanhu kasatan kamkadzi kaya apa kanonhuwa futi🤮🤮