Wakaitawo 6 months uchitukirawo Tinashe kuti anonhuwa ane gwembe anomama ka 50 zvaenderana nema nudzu skweeeeya, zvawakawana uchimutuka ndozvaachawanawo gona ana gona wake Zuva rodokera munhu wese ndewa Mwari gara ne zimbabwe yako Tinashe haana kana basa nayo wakaudzwa wani ne hama dzake suka zvaiwana ngwaratiFelistas wakatuka Tinashe palive ukamubvisa hembe akasara akashama. Akamboda kuti bufu here? Dai Aida kaa ku likisa akangobudisa that time. What so special about you dragging vanhu mutsvina dzako dzese. It's karma sis maizviti hamubatwe just dance according to the tune. That same pain ndiyo yainzwikwa nevanhu vawaitira malive Paine thousands of people watching