Mai tt diaries telling Olinda and mai Mazowe "imagine vanhu vakuru kurwira visa ravasina kucontributer kana underwear 🤣🤣🤣
Machembere emu 🇬🇧 UK aya shame kuda kunzi vanounza vanhu stereki here mucountry mumwewo live uko mumwe live apa vese above 40 otoshaya kuti vachakura riini munofanira kurwira independence kwete Visa ra feristas tumbwa.