Sunday, February 02

Maitt Munovengereiko Madamboss Zvekuda Kuvauraya Chokwadi Chese Pachena You Paid Ndodo And Others They Confess Zvinonyadzisa Izvi

Mweya Wamaitt Wegodo Nehutsinye  Ndirikuita kubuda musodzi nemufaro..Zvese zvirikungobuda pachena like play like play..Taizviziva hedu kuti vamwe vanhu kukutuka kwacho it wasnt even normal, nhasi nanaNdodo vese vakutaura chokwadi chese chekuti vaibhadharwa shem..Mwari uyuka..Chokwadi hondo hadzisi dzedu kurwa.Ramba uripamabvi Mai Miki.You are loved❤️❤️

  • Share: