Sunday, February 02

Maitt Iwewe Na Ketty 6 Na 9 Mutsvene Hapana Unotukawo Vabereki Zvekuti Aida Kukwana Kwana Pese Sengechimusuri Ndiwe Waimusheedza

Felistas Murhatarhata usade kuzviita muGentile kakatowanda stereki kaunopinda physical nemaparents ako iwe . 2013 wakapotsera mudhara wako nehandbag ikagamwa naFay. Mai vako chaivo unoita kubatwa kazhinji kuti usadaro uchida kuvarova. 2014 uchiperekedza baba vako kucheck up makanetsana namai vako ukapopota and you dumped your parents munaHarare Drive kuside rekuMalborough and your mom called Memo vachichema akazonovatora. Iwewe handiti unogara uchiti your parents vakakuita mukadzi wechikwambo ndosaka usingagare pamurume? Wakatanga kuzvitaura madays awasiyana naTapiwa Mutikani, inhema here? Handiti hausiye vana vako kumba kwamai vako chero zviite sei because unoti vanozoroiwa? Iwewe naKetty 6 na9 , same WhatsApp group. Zvekuti aida kukwana kwana ndiwe waida kungomukwanisa because you were lonely , vanhu vese vanga vakukutiza ukati better nditsvage ari vulnerable. Ketty kumarketerwa business ukatoti ndawana mukana and you are the one that invited her kuUk pekutanga paya. Ukwane iwe Cat, ngozi yenyika haunyari, munhu wese ari wrong ndiwe chete uri right. Zvekuadvertiser mawig aCraig ukuzviitira svoto , just like pawakanetdana naMemo ukatanga kuadvertiser macurtain ewekwaMasaire kwaMurehwa! Takukuziva uri nyonganyonga iwe. Zimhino rinenge matchende epitbull.Face inenge dako redzetse 🐸Kambavha🙄

 

  • Share: