Sunday, February 02

Maitt Ghost Roti Ketty Na Doreen Mese Munonyadzisa Baamai Venyu Ketty Maitt Vakakurwadza Waida Hushamwari Ndobva Wasvipwa

Ketty Masomera Unoewadziwa Shame 😄😄😄😄😄😄 Live after live 👐👐👐 unoda kuzvipa mbiri yekugona kutuka vanhu iwe hapana chaunogona Dhaka boy chaunogona kuti # Gongomutoto kungwarira zvinyadzi . Hanzi Heeee neni tinopedzerana kuda kufadza chaunga . Olinda wakataura asi zvakazodiiii uchimira mira uchida kuti asungwe uchifonera vanhu vaiti vakabirwa naye mari asi akazosungwa here?? Kana wakapenga ne energy iya yawaiita akaregerei kusungwa 😄😄😄😄😄😄 Ko izvi zvawakutaura zvekuti akarara na Baba Harare zvinei newe ?? Ko asi urikuda kuti baba Harare vakuravidzewo here 😠 ko vane hombe kaaa hatizozive pamwe unoidawo yavo 🤞 Mukadzi mukuru zvinonyadzisa kushaya nyaya uchitaura zvisina maturo .... Ketty iwe uri normal usanyepedzera kuda kudzungaira mazikumbo asina shape . Wakanya waiting.Felky achakunanzva ...wakarwadziwa futi pakabhariwa ziro ma wig ako ndizvo zvimwe zvakaita kuti forogonya yako ikwire tangai makadzirisana mumusha menyu une jambwa iwe. Haurarame fake life but unonyadzisa Ketty mese na Doreen..... Kana vari samai venyu munova hotspoter kuti vatuke zvinyadzi pajekerere 👐 Imi vanhu imi dai mambofamba hazvisi normal hakuna mai vane mumuromo makaumburukwa nechidembo kudaro ndimai verudziiii vasina hunhu 🙄🙄 

 

Ketty Murandakadzi Akakurwadza ende zvirikuonekwa .... Ita zvako ma live but zvichadarika then what Life goes.

  • Share: