Friday, January 24

Maitt Fans On Rutendo Samaz Mbuya Masiriri Siyanai Namaitt Nekusheedza Tinadhe Mutoriwo Mbavha Hombe Maitt Better

Gogo Masiriri hati kutaura nezve chizita chako iwe chembere yamadhoyiri hauna basa iwe masiriri. Hauna basa hapana chauno shamisira nachokudze kwemaguru nekutengesa muviri kumadhara zvimukuyu uchiba mari yemadhara .Uri zikumbavha idhaneti chaiyo inozviziva. Mura ari mujeri nemhosva yekuba kana newe wakagara mujeri nehumbavha wakadzoka kujeri wava munhu usadekuzvita munhu akachena. Une criminal record iwe Masiriri Zi mu ExConvict reUSA. Unotituka kuti tinogara mukuku iwe uchigara muchidhanginya muAfrica chinodzi illegal structure chiyeda chako chidhaginya hauna mari Masiriri sit down content rako is Mai TT.Zvawataura apa Fundamunhu Honeypot uri 100%. Zimunhu rakagadzirwa in hell. Kupfeka kunge chigure chekuDzivarasekwa 🤣🤣🤣. Hanzi hwangu hupenyu hwakarongeka my foot ndemete.

  • Share: