Clotildah Hunzvi kumakisa kushoma here 😂😂😂kokuda kukwana kwana pamaartists😂😂kufoseredzA apa masongs ese aye atinotamba akabira Whidden mwana arikuzhamba izvezvi 😂😂😂she now thinks she s a superstar 😂😂😂kokuzoposter imba yeshamwari kuda kunzi ndrikuvaka kumusha pake chete pane durawall riye zimba nderemuridzi ah unotoshaya chandirikutukirwa hangu ini nemunhu anonyeya mhuriyake yese pedzezvo hanzi blood 🩸 dayi riri blood waitiudza here kuti anogara mumukuku u can’t stand her life ? Heee anomwa bronco I thank god nomatter wat my family goes through I can never insult my family shame